KwaunobvaDuramazwiGguka

Duramazwi

guka

Zvinoreva

Kugurika.

Kana badza kana demo raguka rinenge rasvotoka kubva pamupinyi.

1

Kugurika.

Kusonhomoka kuputsika, wobva waita zvokupidi-guka-pidiguka.

Kuguka kubva kunoita mazino okutanga pasati pamera mamwe.

2

3

4

Kana muriwo waguka kuibva unenge wabvuma moto.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gukuchi

Kuti gukuchi kutakura zvinhu zvakaita chimwe chimwe, zvakawanda. Anga akati gukuchi manhanga nzungu, nyimo, chibage nepwa mumaoko ake.

Verenga

Swipe for the next word