KwaunobvaDuramazwiGgugudzira

Duramazwi

gugudzira

Zvinoreva

Kana uchigugudzira unenge uchirova pagonhi nezvigunwe nechinangwa chokuti vari mukati vakunzwe uye vagokuzarurira.

1

Kugugudzira kumutsa vanhu vanenge vavata, usiku, uchida kuti vakubatsire pane zvaungada.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gugunanzvu

Uyu musvi kana muto unowanikwa mumaruva, unodyiwa nenyuchi.

Verenga

Swipe for the next word