Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu musvi kana muto unowanikwa mumaruva, unodyiwa nenyuchi.
1
Uyu musvi kana muto unowanikwa mumaruva, unodyiwa nenyuchi.
Utwu twuhutapitapi twunowanikwa kubva mumaruva emimwe miti. Kutapira kwemugugunanzvu kunopinda tsvigiri.
2
Ichi chidyiwa chinotapira zvakanyanya.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gugururu
Kuti gugururu kubudisa karuzha kunoita chinhu chinenge chichizvuviwa.
VerengaSwipe for the next word