KwaunobvaDuramazwiGgumi nefararira

Duramazwi · zita

gumi nefararira

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichinzi igumi nefararira zvinenge zvakawanda chaizvo, zvichinetsa kuverenga.

1

Kana zvinhu zvichinzi igumi nefararira zvinenge zvakawanda chaizvo, zvichinetsa kuverenga.

Ane vana gumi nefararira zvokuti chero akahora mari yakawanda sei haikwani.

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word