Duramazwi
gumi
ten
Duramazwi
ten
Pakuverenga, gumi uwandu huri pakati pepfumbamwe negumi neimwe.
Pakuverenga, gumi uwandu huri pakati pepfumbamwe negumi neimwe.
Kuita semunhu ainge apedzesira kugeza mushure memakore gumi.
Akanga ana makore gumi namasere chete okuzvarwa.
Tinoda kuti ufunge mamwe mazwi gumi akaumbwa zvakasiyana asi achireva zvakafanana.
Gumi zvinhu zvishanu zvinenge zvapamhidzirwa nezvimwe zvishanu.
Duramazwi
01 / 03gumi nefararira
Kana zvinhu zvichinzi igumi nefararira zvinenge zvakawanda chaizvo, zvichinetsa kuverenga.
VerengaSwipe for the next word