Duramazwi
Zvinoreva
Kurovera nokuteura.
1
Kurovera nokuteura.
Kuti gumu kukonzera kuti zvinhu zviteuke mushure mokunge wagumha chinhu chazvine-nge zviri.
Kuti gumu kurovera pachinhu zvinyoronyoro.
Kuti gumu kutanga kuita chinhu.
2
Kuti gumu kurovera pachinhu zvinyoronyoro.
3
Kuti gumu kukonzera kuti zvinhu zviteuke mushure mokunge wagumha chinhu chazvine-nge zviri.
4
Kuti gumu kutanga kuita chinhu.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gumudza
Kugumudza kurovera chimwe chinhu pane chimwe, zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word