Duramazwi · zita
gunde
mugunde
Duramazwi · zita
Gunde idzinde nyoro rechibage kana nzimbe.
Gunde idzinde nyoro rechibage kana nzimbe.
Kuti potyo kutyora chinhu chakaita senzimbe kana gunde.
Gunde idzinde nyoro rechibage kana nzimbe.
Mahovha maronda anoita mukanwa. anokonzerwa nekudya magunde asina kusvika.
mugunde
Duramazwi
01 / 03gundekunde
Gundekunde kuunganidza gundi rezvinhu zvinenge zvichipurwa.
VerengaSwipe for the next word