Duramazwi
gumisira
-pedzisira
Duramazwi
Kuuya kwekupedzisira.
Kuuya kwekupedzisira.
Kurombedza kubika chinhu. chogarisa pamoto zvekuti chinogumisira chaibvisa.
Kana munhu achinzi ndiye wekugumisira pakuberekwa anenge ari iye rugotwe.
Kudeketera kuita rimwe basa zvakanyanya zvekuti rinogumisira rokurwadza.
Kana munhu achinzi aita nhamba yekugumisira pabvunzo kana pamakwikwi, ndiye anenge akundwa nevamwe vose.
Kana munhu achinzi ndiye wekugumisira pakuberekwa anenge ari iye rugotwe.
Kana wakagumisira kuona mu-mwe munhu mwedzi yapfuura, une-nge uchireva kuti hausati wambomuonazve kubva panguva iyoyo.
-pedzisira
Duramazwi
01 / 03gumisiro
outcome
VerengaSwipe for the next word