Duramazwi
gunguo
crow
savarachikunguobayambito la
Duramazwi
crow
Gunguo ishiri nhema ine muhuro muchena inofarira kudya nyama, kunyanya yezvinhu zvakafa zvava kuora.
Gunguo ishiri nhema ine muhuro muchena inofarira kudya nyama, kunyanya yezvinhu zvakafa zvava kuora.
Gunguo rakaramba kumirira museve rikapona nehwakumukwaku.
Gunguo rinodya mbamba, rino muchero waro.
Gunguo rakapona nehwakumukwaku.
savara · chikunguobaya · mbito la
Duramazwi
01 / 03gungura
Kana munhu achigungura anenge achishushikana zvakanyanya, kazhinji achirangarira kukanganisa kwake.
VerengaSwipe for the next word