Kwaunobva/Duramazwi/K/kukuridza
Duramazwi
Kukukuridza kurira kunoita jongwe.
Patakanzwa machongwe kukukuridza, takabva taziva kuti taedzerwa tichifamba.
kukurigorigo
Kuti kukurigorigo kurira kunoita jongwe.
kukurika
Kukukurika kufamba munhu achiita kunge asiri kuziva zvaari.
kukurudzira
uplift
Swipe for the next word