KwaunobvaDuramazwiKkukura

Duramazwi

kukura

colossal · enormity · grow · growing · growth

Zvinoreva

Kutora kana kueredza nechepamusoro.

1

Kutora kana kueredza nechepamusoro.

Kaive kasina kumbonyanya kukura zvekuti hapana aizombokaona.

Kubva pane chimwe chitsauko uchienda pane chimwe kutaridza kunofanira kukupa kukura paruzivo nounyanzvi hwako.

Rangarira kuti kuwanda kwerondedzero dzauchanyora ndikowo kukura kwemukana wako mukuderedza mhosva dzauchaita mubvunzo yako.

2

Kana mvura ichikukura ivhu inenge ichiritakura ichisiya yachera nyika.

3

Kukukura kubvisa mvura inenge yakazara panzvimbo, sezvingaita pachivanze kana kwambenge kuchinaya.

4

Kukukura kuunganidza marara nereki kana neupi zvawo mudziyo, kuitira kuti azopiswa kana kuzoorerwa.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kukuridza

Kukukuridza kurira kunoita jongwe.

Verenga

Swipe for the next word