KwaunobvaDuramazwiGgwenga

Duramazwi · zita

gwenga

desert

Zvinoreva

Gwenga inzvimbo ine ivhu rejecha, isinganayi mvura uye isingagariki navanhu nemhuka.

1

Gwenga inzvimbo ine ivhu rejecha, isinganayi mvura uye isingagariki navanhu nemhuka.

Tikaregera miti ichingotemwa-temwa, nyika inoita gwenga sokuseka.

Vanhu vakaregerwa vachichacha miti nyika inoita gwenga takarivara.

Gwenga inzvimbo ine ivhu rejecha, isinganayi mvura uye isingagariki navanhu nemhuka.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwengwe

Gwengwe ihove ine ruvara rwakafanana nepakati pezai, inonetsa kubata chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word