KwaunobvaDuramazwiGgwenen'wene

Duramazwi

gwenen'wene

Zvinoreva

Kana denga rakati gwene-n'wene rinenge risina kana kakore zvako, zuva richivaima.

1

Kana denga rakati gwene-n'wene rinenge risina kana kakore zvako, zuva richivaima.

Kuti gwenen'wene kudzvokora maziso, zvinowanzoitwa nemunhu avhundutswa.

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word