Duramazwi
Zvinoreva
Kuguumudza kurova-rova pasi pechinhu, kuitira kuti zvasarira mukati macho zvibude.
1

Guumudza munyu wasara mugaba umo.
Kuguumudza kurova-rova pasi pechinhu, kuitira kuti zvasarira mukati macho zvibude.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03guumuka
Kuguumuka kukwatuka kwechinhu, sezvinoita pendi kubva pamadziro.
VerengaSwipe for the next word