Duramazwi · zita
Zvinoreva
Guunwa inzvimbo yokurima ichangotemwa miti kuti itange kurimwa kokutanga. Ukasarima paguunwa unoita goho rakana ka.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03guura
Kuguura kubva kweganda renyoka netumwewo tupuka kana twati kurei.
VerengaSwipe for the next word