Duramazwi · zita
guvhu
navel
Duramazwi · zita
navel
Guvhu kapundu kari nechokuzasi kwedumbu romunhu, kanova iko kanosara panodonha rukuvhute.
Guvhu muti unoreba chaizvo, unowanikwa munzvimbo dzine mvura zhinji kumabvazuva kwenyika yeZimbabwe.

Kana munhu achiti midzimu yake yamuvhomora guvhu anenge achireva kuti yamurwadzisa chaizvo.
Kana munhu akudhonzera guvhu mukati anenge akurwadzisa zvikuru.

mugubvura · gumburuka
Duramazwi
01 / 03guvhudende
Guvhudende iguvhu guru rinenge richiita serakazvimba.
VerengaSwipe for the next word