Duramazwi
-pombafurasha
Zvinoreva
Kugwedya kuburitsa mvura kubva mutsime rakadzika uchishandisa pombi yechibhorani.
1

Kugwedya kupinyura chakatsigira mvura yemuchemba, kuti idenhuke ichiuya ichikukura tsvina muchemba.
2

Zvakafanana
-pomba · furasha
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwedzva gwedzva
Kuti gwedzva gwedzva kufamba usingasimudzi makumbo zvakanyanya uye uchiratidza kusava nesimba.
VerengaSwipe for the next word