Duramazwi
Zvinoreva
Kana simbi kana chiumbwa chikagweduka chinenge chisisina kubatira zvakasimba, kana kuti chinenge chagurika nokuda kwekugumhwa kwachinenge chaitwa.
1

Mbambo yegejo yakati gwedu tiri pakati pokurima.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwedura
Kugwedura kugura chinhu kuti chiite zvidimbu.
VerengaSwipe for the next word