KwaunobvaDuramazwiGgweja

Duramazwi

gweja

Zvinoreva

Kugweja kukwidza nokudzikisa mubato wechibhorani kuti mvura ibude.

1

Kugweja kukwidza nokudzikisa mubato wechibhorani kuti mvura ibude.

Kugweja kukwidza nokudzikisa mubato wechibhorani kuti mvura ibude.

Mupisi kamuchina kane mubato murefu, kanoshandiswa kukweva mvura kubva pasi uchiita zvokugweja.

Chibhaga kamuchina kane mubato murefu, kanoshandiswa kukweva mvura kubva pasi uchiita zvokugweja.

2

Kugneja kuvhurira mvura kunoitwa muzvimbuzi zvinoshandisa mvura kuti tsvina iende.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gweje

Kuti gweje kunyatsopindana kwezvinhu zvakapfekerana, kunyanya zviri zvesimbi.

Verenga

Swipe for the next word