KwaunobvaDuramazwiD 2

Duramazwi

Mazwi ane D.

1099 Shona headwords beginning with D, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 2 pa5

dhaivhaMutupiri.dhaivhiDhaivhi chidavado chekushambira nacho, chekuti munhu...dhaizadicedhakalavadhakabhoiMunyaya dzokuvaka dhakabhoi munhu anobatsira bhiridha...dhakisaKudhakisa munhu kumutengera doro kusvika agutsikana kuti...dhakwaintoxicateddhakwanaDhakwana rudzi rwembeva huru inogona kufamba ichitsvaka...dhambaDhamba imhuka yakapingudzwa, isisina hasha dzakawanda.dhambakuraDhambakura idzvinyu risinganyanyi kureba, rine dumbu...dhambisaKupingudza.dhamburosiDhamburosi ndechimwe chezvitanda zvakavezwa zvinoridzwa...dhamhuDhamhu inzvimbo inovakirwa navanhu parwizi rukuru kuti...dhamudamdhanaKunyadza.dhana dhanaKuti dhana dhana kufamba sezvinoita mwana achangotanga...dhanairaKudhanaira kufamba zvishoma zvishoma kunowanzoitwa nomwana...dhanakiraDhanakira chihwitsi chakagadzirwa neshuga, zvikuru tsvuku...dhanangaDhananga muti murefu une pekutsika, unoshandiswa nevana...dhandandaDhandanda imba kana nzvimbo inenge yakakura chaizvo...dhanduruDhandurumu.dhandurumudining roomdhanganyikaKukanganisika.dhangariiDhangarii ibhurukwa rakaregedzeka, rakareba kupfuura...dhaniDandhanyararaKudhanyarara kumira kana kugara munhu wakaparadzanisa...dhanzaKana uchidhanza unenge uchitamba uri wega, kana nomumwe...dhanzioperadharaKana uchidhara ndima unenge uchikamura nzvimbo inoda kuti...dharamedhakwa mumusoro. Baba vangu vaivhura dharakishoni mangwanani...dharametaDharameta unga hunoputika nesimba guru, hunoshandiswa...dharameteMvura rerunyararo.dhararaDharakishoni.dhasanaDhasana rudzi rwemanhanga ane ganda rakaomarara uye ane...dhashararaKudhasharara makumbo kuatandikira pamusoro pechimwe chinhu.dhashuKuti dhashu kukaruka chimwe chinhu chadimbuka...dhasitaKudhasita kubvisa huruva pane zvimwe zvinhu.dhasvangu dhasvanguKuti dhasvangu dhasvangu kufambisa kunoitwa nomunhu...dhatadatadhauKuti dhau kupedza zvinhu zvose zvinenge zviripo. N'ombe...DhavhidhidaviddhayaKana uchidhaya mucheka unenge uchishandisa mushonga kuti...dhayagiramudiagramdhayamitadiameterdhayamondiDhayomondi chicherwa chakaoma kudarika zvimwe zvicherwa...dhayaridiarydhayetidietdhayidyedhazenidozendheneimwe nyaya kana mumwe munhu.dhe [nhe]Kuti dhe kumuka mangwanani-ngwanani uchifamba rwendu.dhebhaKana chinhu chakasungirwa pamwe panhu chichinzi...dhebhuKuti dhebhu kupfura zvine simba kunoita dhongi...dhedhedzaKana uchidhedhedza unenge uchirova chinhu chinorarama...dhefaKudhefuka.dhefukaKana muti uchidhefuka unenge uchitamba-tamba...dhege [bhege]Kuti dhege kubika zvekudya zvakawanda chaizvo.dhegemuKuti dhegemu kuwira pasi zvine simba kwechinhu chinorema...dheguKuti munhu dhegu kumubhamuridza nemuviri wako nesimba...dheiridairydhekaKudhuga.dhekamitaDhekamita urefu hunosvika mamita gumi.dhemaDhema rumwe rudzi rwemutambo unotambwa nechinhu chikuru...dhembukaKana uchidhembuka unenge uchifamba uchidzedzereka...dhemejidamagedhemoDhemo kuratidzira kunoitwa nevanhu vanenge vachitsutsumwa...dhemuKuti dhemu kurova chimwe chinhu nechibhakera zvine simba.dhenariDhenari rudzi rwemari yaishandiswa kuParasitina kare kare.dhenderugDhenimakidenmarkdhenjaraitiUyu mwenje mutsvuku unotaridza ngozi paunenge uchipfuta...dhepotidepotdheregeshenidelegationdhereraKana uchidherera umwe munhu unenge uchiita zvaunoda paari...dheridairydheruKuti dheru kuwira pasi nomusana.dherukaKana vanhu vadheruka vanenge vafamba vakananga kumwe kunhu...dhesikideskdhesimitaDhesimita urefu hunoita masendimita gumi.dhetidateDhewaDhewa chidao chevaera Moyo.dhezibhomuInzwi reruzivo mumatambudziko.dhidoddhi dhiKuti dhi dhi kurova kunoita hana ichifambisa ropa.dhi-iKuti dhi-i kutinhira kune ruzha rukuru, rwakasimba, uye...dhibhaKuti dhibha kuwira mudziva rine mvura yakawanda...dhibhiMudziyo wekugezera mombe kuitira kuuraya zvikwekwe (dip...dhigiriidegreedhimonidemondhimuDhimu kusakwanisa kufunga kana kuona zvakanaka...dhindaprintdhindiKuti dhindi kurira kunoita chinhu chine mukati makashama...dhindindiDhindindi mumhanzi une mutinhimira mukuru.dhindiziriKuti dhindiziri kuwira pasi nokusvikotomukira mudenga...dhinguKuti dhingu kudenha chinhu chakafanana nedhibura richibva...dhingukaKuregedzeka kwachakateyewa chondobata.dhinguraKudenha chakateyewa chichindobata.dhinhadinnerdhinhidzaKudhinhidza kurova munhu zvakasimba nechibhakera.dhinominetaMumasvomhu dhinomineta inhamba inenge ichikwanisa kupinda...dhinyangukaKudhinyanguka kufamba zvine mutsindo komunhu ane muviri...dhipatimendidepartmentdhipozitadepositdhipozitidepositdhipuromadiplomadhiragonidragondhiraivhaDhiraivha munhu akadzidzira kufambisa motokari, bhazi kana...dhiramaDhirama mutambo unoitwa navatambi, vachitevedzera...dhiramhuMudziyo muhombe wekuisira mvura kana mafuta (drum).dhiramuDhiramu mudziyo mukuru kudarika mugomo, unochengeterwa...dhirayaDhiraya mushini unoshanda nemagetsi, unoomesa mbatya...dhiredhiDhiredhi ivhudzi rakamonana nekuti rinenge rakurisa...dhirenaKana uchidhirena mvura kana zvimwewo unenge uchizvibvisa...dhireniDhireni inzvimbo yokurima inenge yakaganhurwa nemugero.dhireziDhirezi chipfeko chevanhukadzi, chinobva kumusoro...dhiridealdhiri-iTinoshandisa dhiri-i kana tichiganyira n'ombe dzakasungwa...dhirihoraDhirihora zimba rakakura uye rakareba, rinoshndiswa...dhirikacollapsedhirimaKana muchina unoshanda neinjini uchidhiri-ma unenge...dhiripiDhiripi chihomwe chinenge chiine kudya kwakaita mvura...dhiripin'iDhiripin'i mafuta akagwamba, anochachadzwa kubva panyama...dhiririKuti dhiriri musindo mukuru unonzwika panowondomoka imba...dhiritsaKana vanhu vachidhiritsa chivakwa vanenge vachichipwanya...dhirivhaKufambisa ruzha kure.dhirivharaKudhiri vhara kuendesa zvinhu zvatengwa kana zvahodhewa...dhirizaKana uchidhiriza mombe dzakasungwa pajoki unenge uchiita...dhiropuMvura diki inoteuka pamberi (drop).dhirowaKudhirowa kutara mitsara inoburitsa chiumbwa chaunenge...dhirowoDhirowo mudziyo unowanikwa pazvinhu zvakavezwa...dhishidishdhisikaundidiscountdhisikidiskdhisikoDhisiko mafaro ekuti vanhu vanoenda kundotamba mimhanzi...dhisikodhiDhisikodhi kuimba neizwi risingakodzerani nezvinenge...dhivanaKana wadhivana nemumwe munhu unenge waonana naye musina...dhivhaidhaMumasvomhu, ku-dhivhaidha kupinza nhamba mune imwe uchida...dhivhizheniMunyaya dzezvemasvomhu, dhivhizheni chiitiko chekupinza...dhiyaDhiya izita raunodaidza naro munhu waunenge uchidanana...dhiyabhoridevildhiyabhorosidevildhizetidessertdhizidhendiDhizidhendi munhu anopandukira hurumende yenyika yake...dhiziridieseldhobaDhoba mushonga unonhuhwa, unoita zvokupwipwitidzwa, uye...dhobhaKana uchidhobha unenge uchikotamira pasi kuti utore chinhu.dhodhi[dhoti] Dhodhi itsvina inobudiswa nemunhu nekumashure.dhodhodzaKudhodhodza kurova chinhu zvine simba uye kakawanda.dhodyoKuti dhodyo kuboora seri neseri.dhogodhedzaKudhogodhedza chinhu kuchipisa zvekusara changove madota.dhogodhekaKubika chinhu zvakanyanya, chichipedza nguva refu chiri...dhogodheraKudhogodhera kufazha nokubikika kwezvinhu kwenguva yakareba.dhogomaKudhogoma chokudya kuchibika kusvikira chaibvisa.dhohonyaKudhohonya chinhu kuchigofa kana kuchibaya nechinhu...dhoiriDhoiri chirukwa chine zvidavado zvakawanda, chinoitwa...dhokononoDhokonono itsvina inoitwa nehuku kana neshiri.dhokoteraDhokotera munhu anorapa varwere kuchipatara kana kusejari.dhokudockdhoma(manje) Kudhoma kuverenga zvikuru kuti ubate zvose...dhometiriDhometiri imba huru inorara vanhu vakawanda, inowanikwa...dhomitaridormitorydhomitoridormitorydhomoKuti dhomo kubva kunoita chinhu nekuchimbidza.dhomoraKukwatura kana kuvhomora chinhu chichibva panzvimbo yacho.dhonanziDhonanzi kudya kunobikwa nefurau, kunoiswa ruomba rune...dhonetadonatedhongidonkeydhonoraKudhonora munhu kumubaya zvine simba nechimwe chinhu.dhonzapulldhoradollardhoridordhoroDhorofiyo.dhorobhatowndhorobha [dhoropa]Dhorobha inzanga huru yemisha inosanganisira maindasitiri...dhotiTsvina inobuda mumuviri reruzivo (feces).dhovhoKuti dhovho kuboora chinhu chakapfava.dhovhoraKana munhu achadhovhora anenge achibaya nokuboora chinhu...dhovozaKana vanhu vachi i vakadhovoza doro vanenge vakarinwa...dhuKuti dhu kubuda kubva paunenge uri nechimbichimbi.dhu dhu dhuKuti dhu dhu dhu ruzha runogona kuitwa nemvura ichibuda...dhubvudzaKana uchidhubvudza unenge uchichera mvura nemukombe...dhubvuraKudhubvura kurova kana kupfura mumwe mudumbu.dhudhuDhudhu itsika yokugara vanhu vachingorwa.dhudhubwiKuti dhudhubwi ruzha runoitwa nemvura kana ichipinda...dhudhudziraKana munhu achidhudhudzira chinwiwa anenge achichinwa...dhudhukaKudhudhuka kubuda kwechinhu chakaita semvura, kubva...dhudhumidzaKudhudhumidza kupinda kunoita mvura muchinhu chine muromo...dhudhumirabubbledhudhunuraKana uchidhudhunura mvura kubva muchigubhu unenge...dhudyuKuti dhudyu kubaya chakapfava uchishandisa banga kana simbi.dhudyuraKudhudyura kubaya chinhu chakapfava uchishandisa mudziyo...dhugaKudhuga kubuda pamwe panhu nokukasika, sezvinoita mbeva...dhuguKuti dhugu kubuda panhu nokukasika zvichiita kunge kutiza.dhuhwaiDhuhwai ishiri yakakura, inowanzogara pasina kunyanyobata...dhukuveildhukuswaDhukuswa panzvimbo panenge padunduvira ganda kana munhu...dhumaKudzvanya nenzira yesimba.dhuma dhumaKana ukati dhuma dhuma nemunhu unenge wasangana naye...dhumanisaKudhumanisa vanhu misoro kuita zvinhu zvinovasiya...dhumbeDhumbe chirimwa chakaita chimbambaira, chinorimwa...dhumbuDhumbu inhembe yaipfekwa navarume, yaigadzirwa nematehwe...dhumbudyaDhumbudya rudzi rwemhashu ine ruvara rwamashizha, ine...dhumhaKudhumha chimwe chinhu kurovera pachiri nesimba.dhumhanacollidedhumhiraKurovera.dhumiraKukurudzira nhengo kashoma.dhumukwaDhumukwa imhuka yomudondo pfumbu, inogara pedyo nenzizi...dhundunduDhundundu zinhu rokufungidzira rinoshandiswa nevakuru...dhunduruDhunduru idutu revhu rinobva panocherwa mugero.dhungetungeDhungetunge masonero anowanzonitwa kana munhu achida...dhuraexpensivedhuramadramadhuropuDhuropu chirwere cheunzenza chinoratidza kuvanhurume...dhuru dhudhuKuti dhuru dhudhu kuita mamvurututu kubva pasi pemvura...dhuru dhuruKuti dhuru dhuru kutinhira kunoita motokari yakamira...dhurumaMushonga werubatsiro.dhururuKana chinhu chati dhururu chinenge chaita mutsindo mukuru...dhuukaKana pfuti yadhuuka inenge yaita ruzha rwokuputika.dhuuraKana vanhu vanogadzira migwagwa vachidhuura madharamedha...dhuvaKana uchidhuva vamwe unenge uchivafurusa pamagariro avo.dhuvhuKuti dhuvhu kuchera, sezvingaita mvura nemukombe. Bhiridha...dhuvhuraKudhuvhura kudhumha zvine simba panzvimbo yakanyorovera...dhuzeKudhuze.didi didi di diKuti di di di mutsindo wezvinhu zvinenge zvichidonha kubva...di-iKana panzvimbo pakanzi di-i panenge pane runyararo rukuru...dibaKuti diba kushamisika kune mubvunzo mukati, wokuti haikona.dididididzaKudididza kumhanya nenhambwe pfupi uchiita mutsindo.didimukaKana vanhu vakadidimuka vakanaga kumwe kunhu vanenge...didinyaKuti didinya kurashanguka kunoita chinhu chakafa.difaKuti difa kufonyokera musana kunoitwa navanhu vakura...difiDifi rudzi rwehwowa hune mashizha akakorera, hunonaka, uye...diga digaKuti diga diga kufamba zvine simba guru uchiita mutsindo.digiKuti digi kuita mutsindo kwekufamba uchipinda pane imwe...diguraKana munhu achinzi adigura riva anenge aritokonya kuitira...diiIri izwi rinoshandiswa anenge achireva kuti haasi...dikapreferabledikiprematuredikibvuDikibvu mushonga unoiswa nemunhu mumunda uchinzi unoita...dikidikiprovisionaldikinyaDikinya ihari isina kukwenenzverwa pakuumbwa kwayo.dikinyidzaKudikinyidza kuumba hari usinganyatsoikwenenzvera zvakanaka.dikisaDikisa rutanda rwakatesvera mberi runoshandiswa kuchera...dikisingwiDikisingwi rwend kana kuti chiitiko chisina zvachinoburitsa.dikitaeffortlessdikitiHwiribidi.dikitiraKana uchidikitira unenge uchibuda ziya mumuviridikuraKana munhu achidikura anenge achiita ruzha runoitwa...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store