Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dhunduru idutu revhu rinobva panocherwa mugero.
1
Dhunduru idutu revhu rinobva panocherwa mugero.
Dhunduru ivhu rakaumbidzirwa, panodzvarwa mbeu dzakaita sembambaira.
Dhunduru idutu revhu rinobva panocherwa mugero.
Rutsenza kamuti kanobereka tsenza, kanodyarwa mumadhunduru uye mumatoro.
2
Dhunduru ivhu rakaumbidzirwa, panodzvarwa mbeu dzakaita sembambaira.
3
Gandiwa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhungetunge
Dhungetunge masonero anowanzonitwa kana munhu achida kubatanidza chisonwa kuti aone kana chiri kunyatsobuda.
VerengaSwipe for the next word