KwaunobvaDuramazwiDdhura

Duramazwi · chiito

dhura

expensive · be expensive

Zvinoreva

Kana chinhu chichidhura chinenge chine mutengo wakakwirira.

1

Kana chinhu chichidhura chinenge chine mutengo wakakwirira.

Iye zvino madhokotera ainge otoita matests anodhura kuti vazive mushonga wekushandisa.

Chainyatsoratidza kuti chaidhura chikoro chacho nekuti chero mota dzandaiona dzichibuda nekupinda dzichizosiya vana dzaisave dzekutamba.

Tererai: Mushonga uya wamakati nditenge unosevenza chose kunyangwe zvawo uchidhura.

2

Kana munhu achidhura anenge asingaonekwi-onekwi.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word