Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dhungetunge masonero anowanzonitwa kana munhu achida kubatanidza chisonwa kuti aone kana chiri kunyatsobuda.
1

Dhungetunge masonero anoitwa shinda dzichitaranganiswa, kuitira kukasika kupedza kusona.

2

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhura
expensive
VerengaSwipe for the next word