KwaunobvaDuramazwiDdhuropu

Duramazwi · zita

dhuropu

Zvinoreva

Dhuropu chirwere cheunzenza chinoratidza kuvanhurume nokubuda kweurwa huchiita madonwe pachirombo nomuburi rokuitisa weti.

1

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhuru dhudhu

Kuti dhuru dhudhu kuita mamvurututu kubva pasi pemvura sezvingaitika kana munhu akaedza kufema ari mumvura.

Verenga

Swipe for the next word