Duramazwi01 / 03dhumukwaDhumukwa imhuka yomudondo pfumbu, inogara pedyo nenzizi, inowanzofamba nedzimwe dzakawanda.Verenga→
Duramazwi02 / 03dhundunduDhundundu zinhu rokufungidzira rinoshandiswa nevakuru kutyisidzira mwana mudiki anenge achinetsa kana kuti kuchema.Verenga→