KwaunobvaDuramazwiDdhende

Zvinoreva

Dhende inhumbi yabvaruka, isisapfekwi.

1

Dhende inhumbi yabvaruka, isisapfekwi.

Mutosto ibhora renhabvu rakagadzirwa nemapepa kana ma- dhende akapombwa netambo.

Kubvukudza kuzunza chinhu, sezvinoita imbwa yakaruma dhende kana chimwe chinhu.

Dhende ijira rakabvarurwa kubva pahanzu yasakara.

2

Dhende ijira rakabvarurwa kubva pahanzu yasakara.

Zvakafanana

karenga · mvemve · dzoto

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word