KwaunobvaDuramazwiDdigura

Duramazwi

digura

Zvinoreva

Kana munhu achinzi adigura riva anenge aritokonya kuitira kuti riwe.

1

Kana munhu achinzi adigura riva anenge aritokonya kuitira kuti riwe.

Kana uchivindinudza mukaka wakakora unenge uchiupidigura-pidigura kuti usangane.

Kana munhu achinzi adigura riva anenge aritokonya kuitira kuti riwe.

Kuridigura kuwisira pasi chinhu chihombe chichidonha zvine mutsindo.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dii

Iri izwi rinoshandiswa anenge achireva kuti haasi kuzombozviregera.

Verenga

Swipe for the next word