KwaunobvaDuramazwiDdii

Duramazwi

dii

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa anenge achireva kuti haasi kuzombozviregera.

1

Iri izwi rinoshandiswa anenge achireva kuti haasi kuzombozviregera.

Tinoshandisa dii kana tichibvunza mufaro kumunhu watinenge tisina kuona kwenguva refu. Wakadii zvako muzukuru?

Tinoshandisa dii kubvunza maitire anga achifanira kuitwa zvinhu nomunhu. Ko wadii kutanga wagogodza zvawanga wanzwa kuti munavanhu.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word