Duramazwi
Zvinoreva
Kuti dhe kumuka mangwanani-ngwanani uchifamba rwendu.
1
Kuti dhe kumuka mangwanani-ngwanani uchifamba rwendu.
Muvhimi akafumoti dhe kuenda kunovhima musango.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhebha
Kana chinhu chakasungirwa pamwe panhu chichinzi chakadhebha, chinenge chisina kusimba zvokuti chinenge chichida kutodonha kana kuregedzeka.
VerengaSwipe for the next word