Duramazwi03 / 03dhebhaKana chinhu chakasungirwa pamwe panhu chichinzi chakadhebha, chinenge chisina kusimba zvokuti chinenge chichida kutodonha kana kuregedzeka.Verenga→