KwaunobvaDuramazwiDdhugu

Duramazwi

dhugu

Zvinoreva

Kuti dhugu kubuda panhu nokukasika zvichiita kunge kutiza.

1

Kuti dhugu kubuda panhu nokukasika zvichiita kunge kutiza.

Tose takati dhugu panze tanzwa kuti imba yaiva yotsva.

Kuti dhugu kubuda panhu nokukasika zvichiita kunge kutiza.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhuhwai

Dhuhwai ishiri yakakura, inowanzogara pasina kunyanyobata, uye inotanga yamhanya isati yabhururuka.

Verenga

Swipe for the next word