KwaunobvaDuramazwiDdhiredhi

Duramazwi · zita

dhiredhi

Zvinoreva

Dhiredhi ivhudzi rakamonana nekuti rinenge rakurisa risingakamwi.

1

Dhiredhi ivhudzi rakamonana nekuti rinenge rakurisa risingakamwi.

Kana munhu akarukwa kapeti anenge aine dhiredhi rakanyatsonamira nemusoro.

Mutsindirwa marukirwo anoitwa vhudzi nema- dhiredhi zvakarara kuti tsepete ne- musoro.

Kana munhu akarukwa dhiredhi anenge akaitwa godha nevhudzi rekuwedzerera.

2

Kana munhu akarukwa dhiredhi anenge akaitwa godha nevhudzi rekuwedzerera.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhirena

Kana uchidhirena mvura kana zvimwewo unenge uchizvibvisa pazvinenge zvisingadiwi, kazhinji nenzira yokuyeredza.

Verenga

Swipe for the next word