KwaunobvaDuramazwiDdharara

Duramazwi · zita

dharara

Zvinoreva

Dharakishoni.

1

Dharakishoni.

Ndakamusiya achisadharara kutimba mugadheni.

Mutsedu kufamba munhu akasadharara achiita kunge anotatarika nekuda kwekuremerwa.

Kusadharara kushandisa simba uchitsigira, kusimudza kana kusundidzira zvinodiwa simba rakawanda.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhasana

Dhasana rudzi rwemanhanga ane ganda rakaomarara uye ane mitaro-mitaro.

Verenga

Swipe for the next word