Duramazwi
Mazwi ane D.
1099 Shona headwords beginning with D, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 5 pa5
dzorerarestoredzorodoomdzororoKana munhu akati dzororo kumira anenge akamira...dzosaretractdzoserareimbursedzosera shureKana munhu achiti mumwe munhu akamudzose-ra shure anenge...dzotoDzoto ijira rakabvaruka-bvaruka rinenge risisina basa.dzotsaKukonzera ruzivo rwekunze.dzotsoDzotso muti wakaita muduku, unenge watemwa ukaoma, uine...dzotswagrovedzuKuti dzu kuzara kunenge kwakaita zvinhu zvinenge zvakaiswa...dzu dzu dzuKuti dzu dzu dzu kuruma kunoita tumbuyu tudiki twakaita...dzudzoDzudzo kushushikana pezvinenge mupfungwa pamusana...dzudzungaKudzudzura.dzudzunuraKana uchidzudzu-nura zvinhu unenge uchizviburitsa pachena...dzudzuraKana uchidzudzura imba unenge uchiizora uchi madhaka pasi...dzukaKudzuka kukura kupinda zvimwe zvose kana vamwe vose.dzukurwaDzukurwa idovi rinoorwa kubva paguyo rinoshandiswa kuita...dzumbunuKana munhu akati dzumbunu anenge angoerekana asvika...dzumbunukareappeardzumbunuraKana uchidzumbunura chinhu unenge uchiita kuti chibude...dzumburudzaKudzungisa munhu kumuita kuti atambure zvikuru.dzunduKuti dzundu kutema sora nebadza.dzunga dzungaKuti dzunga dzunga kufamba-famba zvisina chinangwa.dzungiraKana munhu adzungira anenge azvisungirira.dzungisaKana uchidzumburudza imba unenge uchiizora uchi madhaka...dzungudizzinessdzungudzapudza, -kapadza. -gutsurira. 2 Kudzungudza musoro kuuzunza...dzungudziraKudzungudzira kuzunza musoro uchitaridza kuwirirana...dzunguraKana chokudya chikanzi chinodzungura chinenge chichiita...dzungurukaKudzunguruka kungofamba munhu usina chinangwa kana kuti...dzunhaKudzunha kubvarura kana kucheka chinhu.dzuniDzuni kumonya-monyanya kwemudumbu kana zviya muchirwadza.dzunziDzunzi rumwe rudzi rwesvosve dema.dzunzuDzunzu rumwe rudzi rwechikwenzi chinotandira chichiita...dzunzutswaDzunzutswa uswa hunenge hwakaungana, uye hwakamera...dzuraKudzura uswa, muti kana chimwewo chinomera muvhu...dzuturaKudzutura kubaya chimwe chinhu nokubudisa zviri mukati.dzvaChinhu chiri chitsva (new).dzvadziDzvanga.dzvairoDzvairo uswa hune-nge hwakasungirirwa pamwe chete...dzvamukaKudzvamuka kusimuka nokupararira kunoita shiri dzakawanda...dzvamumwandaKuti dzvamumwanda kutizira kure kwavanhu vanga vari pamwe...dzvamuraKudzvamura kutorera munhu zvose zvaanenge ainazvo.dzvangaDzvanga inzvimbo inosara ichionekera paganda kuti...dzvanhukaKudzvanhuka kutadza kuzadzisa zvaunenge watenderana neumwe...dzvanyapressdzvanyidziraKuita chiito chekunzwika nenzira yesimba (to oppress).dzvanyiriraoppressdzvaraKudzvara chinhu kuchitakura pafudzi.dzvararaKuti dzvarara kuwanda kwezvinhu pazvimbo imwe chete...dzvaruKuti dzvaru kutakura chinhu uchichiisa pafudzi.dzvatiDzvati zvinhu zvishoma, kunyanya zvakaita mvura mvura.dzvatsuKuti dzvatsu kuonana kana kuzivana nomunhu...dzvausikuDzvausiku ibundu rinomera usiku, rinoita mvura rozoputika...dzvedeDzvede kamubhedha kadiki.dzvekenyedzaKudzvekenyedza kuzvimanikidza kupinda kana kumira...dzvemeteDzvemete kusasiyana kana kuti kuva pamwe nguva dzose...dzveneIchi chipauro chemu-panda 5.dzveteraDzvetera munhu anongobvuma zvose zvose.dzvetsvaDzvetsva kunyengana kana kupfimbana kwavakomana navasikana.dzviKuti dzvi kubata zvine simba.dzvi-iKuti dzvi-i kubata munhu ruoko kana gumbo asingafungidziri.dzviiriraKudzviirira kuzvimba kunoita panzvimbo panenge pakuvara...dzvikiroDzvikiro munhu anoti anobudirwa asi iye achireva nhema...dzvinyaKudzvinya kudzipa kana kubata munhu pahuro zvakasimba.dzvinyingaKudzvinyinga kurova simbi nesando, sezvinoita mhi-zha...dzvinyiraChiyovhovho.dzvinyiriraKutsimbirira nechisimba.dzvinyulizarddzviriraKana n'ombe ichinzi yadzvirira inenge yaramba kubudisa...dzvitaKana mukomana adzvita anenge asvika pazera rokuitisa...dzvitiDzviti murwi wehondo yemabvakure inouya kuzokurwisai...dzvitoDzvito izera rokuti mukomana anenge akura, ava pedyo...dzvituraKana mukomana achinzi adzvitura anenge asvika pazera...dzvoiKuti dzvoi kunyura nekubuda kunoita chinhu chinenge chiri...dzvokoKutarisa zvakanyanya.dzvokoraKutarisa zvakanyanya.dzvomhoraKudzvomhora kutora chimwe chinhu chinyararire...dzvondoraKudzvondora kuvhura maziso zvikuru.dzvongamacrookeddzvongoKuti dzvongo kuminama pane imwe nzvimbo kwechinhu chakaita...dzvonyoKuti dzvonyo kubva ganda rinoputira mberi kwesikarudzi...dzvonyoraKudzvonyora kuzarura kana kupenengura ganda rinoputira...dzvootsvooDzvootsvoo kunaya kwemvura yakawandisa.dzvororoChidzvororo.dzvotiDzvoti inyoka inouraya makonzo ichiita zvokuamonerera.dzvotsvomaDzvotsvoma imvura yakawanda inonaya kwenguva yakareba.dzvovaKudzvova kubudisa mweya wakawanda nomukanwa, kunyanya...dzvuKuti dzvu kurova chimwe chinhu zvakasimba, nechitanda kana...dzvukuIchi chipauro chemu panda 5.dzvuraKudzvura kutswa mbesa dziri muduri muchishandisa mutswi...dzvururuDzvururu idzvinyu diki rinogara pamaware, rinenge...dzvutaKudzvuta kunwa chinwiwa zvishomashoma wobva wabvisa...dzvutuKuti dzvutu kuburitsa maziso asi usinganyatsoona zvaunenge...dzvutumadzaKudzvutumadza kuburitsa maziso uchiratidza kushamisika...dzvututuKuti dzvututu kugara munhu wakavhura maziso uchiratidza...dzwanaDzwana izuva riri pashure peranezuro.dzwitswitswiDzwitswitswi kapuka kanenge mudune kana mutswiri...

