Duramazwi
dzura
-dzipura-tupura
Duramazwi
Kudzura uswa, muti kana chimwewo chinomera muvhu, kuchikweva uchichibudisa muvhu zvose nemidzi yacho.
Kudzura uswa, muti kana chimwewo chinomera muvhu, kuchikweva uchichibudisa muvhu zvose nemidzi yacho.
Kupapadzura kubvisa chidimbu chidiki kubva pachihombe uchiita zvokukweya noruoko.
Kuwadzura kubudisa zvinhu zvakawanda zvichirasika kubva mazvanga zvakachengeterwa.
Kuhwipura kudzura kana kudhonzera chinhu chinenge chanyura kunze zvine simba.
-dzipura · -tupura
Duramazwi
01 / 03dzutura
Kudzutura kubaya chimwe chinhu nokubudisa zviri mukati.
VerengaSwipe for the next word