KwaunobvaDuramazwiEerera

Duramazwi

erera

Zvinoreva

Kufamba kwakati chechetere panzvimbo.

1

Kufamba kwakati chechetere panzvimbo.

Misodzi yaingo erera neavo matama.

Tanaka akatanga kusekerera hake otoona kuti zvinhu zvacho zvaitozviita zvega.

2

Kuerera kufamba kunoita mvura kana kwanaya.

3

Kuerera kutorwa nemvura.

Hembe yake yakaerera nemvura iye achigeza parukova.

4

Kana vhudzi remunhu ane chirwere rava kuerera rinenge risisina kusimba uye ronamira nemusoro.

5

Kana munhu akazvarwa aine vhudzi rinoerera, rinenge risingakuri richie-nda mudenga asi kuti rinomonyanamonyana richinamirana nemusoro.

Mamwe mazwi ane E

E

Duramazwi

01 / 03

ererana

Kuererana kuita zvinhu muchienderana kana kuti makaenzana.

Verenga

Swipe for the next word