Duramazwi
Zvinoreva
Kuererana kuita zvinhu muchienderana kana kuti makaenzana.
1
Kuererana kuita zvinhu muchienderana kana kuti makaenzana.
Pachivanhu hazviite kuti ambuya nemukwasha vafambe vakaererana.
Sezvo nyaya yokuti vaRungu vadzvanyiriri yakanga yanzi ngaichipera pamusana pomweya wekuregererana.
Mamwe mazwi ane E
EDuramazwi
01 / 03eresedza
Kana uchieresedza unenge uchipima chimwe chinhu, chobva chakwanirana nezvinenge zvichidiwa.
VerengaSwipe for the next word