KwaunobvaDuramazwiCchikuru

Duramazwi · zita

chikuru

grand · grandiose · looming · primary · bigger · biggest · greatest · largest · main · major

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ava wechikuru anenge ava nezerara rinoratidza kuti ava namakore akawanda achirarama.

1

Kana munhu achinzi ava wechikuru anenge ava nezerara rinoratidza kuti ava namakore akawanda achirarama.

Chaive nechiremera chikuru kwazvo.

Chidokodoko chirere muviri, chikuru chinozouya wakora.

Chidokodoko chirera muviri chikuru chinozouya wakora.

2

Kana zvinhu zvichinzi zvaitwa pachikuru zvinenge zvaitwa nenzira inoratidza kudzamiswa kwepfungwa uye ruzivo rukuru.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word