Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chinhu chinoshandiswa kubvisa mbatya (hanger/hook).
1
Chinhu chinoshandiswa kubvisa mbatya (hanger/hook).
Chikurura kuita zvinhu uchishandisa simba nokuziva kuti vaunoitira hapana zvavangakuita.
Ndakasvika ndichikurura hembe dzese sekutaura kwamama ndichibva ndakwira pamubhedha.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikururamabhachi
Mwedzi wegore unoita kuti vanhu vabvise mabhachi nekuda kwekupisa.
VerengaSwipe for the next word