KwaunobvaDuramazwiCchikura

Duramazwi

chikura

Zvinoreva

Kuchikura kurwadziwa moyo zvikuru nokuda kwezvawaitirwa.

1

Kuchikura kurwadziwa moyo zvikuru nokuda kwezvawaitirwa.

Regai dzive shiri mazai haana muto- Vanhu vanofanira kuremekedza vana vachikura kuti vagowana zvizhinji kuvana ava.

Vakuru vanoti kana mwana achifundira anenge achikura chaizvo mazuva iwayo, sezvo muviri wake unenge usingarasi chikafu.

Kana munhu kana chimwe chinhu chichituturuka chinenge chichikura zvakanyanya.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikurira

Chikurura kuita zvinhu uchishandisa simba nokuziva kuti vaunoitira hapana zvavangakuita.

Verenga

Swipe for the next word