Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chiitomwana chinoshandiswa pakutaura zvinhu zvatopfuura panguva inenge iri kutaurwa nezvayo nemutauri.
Ichi chibatanidzi chinoshanda nezviito zvese nemazita.
Ichi chivakiso chedudzirachiito chinoshandiswa kuratidza zvinhu zvakafanana.
Kuti nge kuita karuzha kanobuda kana munhu akarova simbi hombe achishandisa kasimbi kadiki.
Chidimbi rerimwe dambudziko.
Ichi chiitomwana chinoshandiswa pakutaura zvinhu zvatopfuura panguva inenge iri kutaurwa nezvayo nemutauri.
Akange aenda kudhibha.
Mukasvika manheru hamumuwani, nokuti achange aenda kubhawa.
Ichi chiitomwana chinoratidza kufanana kwekuratidzika kana kwechiito.
Anenge mukoma wake.
Mafambiro ake anenge aneta.
Ichi chibatanidzi chinoshanda nezviito zvese nemazita.
Wakadzipwa ngenyama pamuchato ngekukara kwake kunobvira kutsverudza.
Ndakaona akati bwibwima pameso, ndikabva ndaziva kuti pane chakaipa chaka-nge chaitika kwaari.
Kana munhu achiti nhangiriki ane nge achida kureva zita remunhu asi arikanganwa.
Ichi chivakiso chedudzirachiito chinoshandiswa kuratidza zvinhu zvakafanana.
Murume uyo anenge mufundisi vokuchechi kwedu.
Kana munhu achiti nhangiriki ane nge achida kureva zita remunhu asi arikanganwa.
Iri izwi rinoshandiswa ku- reva kudivi kana kunzvimbo kune- nge kuine mutauiri.
Kuti nge kuita karuzha kanobuda kana munhu akarova simbi hombe achishandisa kasimbi kadiki.
Kana munhu achiti nhangiriki ane nge achida kureva zita remunhu asi arikanganwa.
Bhoyi izita risina rukudzo ringapiwa munhu ane-nge achishanda pamusha pomunhu.
Butsamusha munhu anonyonganisa vanhu vane-nge vakagara zvakanaka murunyararo.
Chidimbi rerimwe dambudziko.
Bhoyi izita risina rukudzo ringapiwa munhu ane-nge achishanda pamusha pomunhu.
Kana munhu achisungirwa kuita chimwe chinhu pane-nge paine tarisiro yekuti achiite.
Kana chinhu chichinzi chinovhunamusana chine nge chichirema kuchiita zvikuru.
Zvakafanana
ne- · sa-
Zvine chekuita
-dai ne-
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngeda
Kungeda-ngeda.
VerengaSwipe for the next word