KwaunobvaDuramazwiKkwenyera

Duramazwi

kwenyera

Zvinoreva

Kukwenyera mumwe kumumhan'arira asingazivi kana a-chinge aita zvakaipa.

1

Kukwenyera mumwe kumumhan'arira asingazivi kana a-chinge aita zvakaipa.

Vakamukwenyera mapurisa, akabva asungwa.

Chinono chinengee bere rakadya richifamba Tadiwa akabva angokwenyera moto iye ndokumhanya kunomira panze.

Mudzidzisi paachakukwenyera basa rako iri iwe unofanira kubatisisa paanenge achiti panoda kuvandudzwa.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwenyu [kwenu]

Kuti kwenyu kungoti marei zvishoma mumwe munhu panenge pachivava kana kuswinya.

Verenga

Swipe for the next word