Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kwenyu kungoti marei zvishoma mumwe munhu panenge pachivava kana kuswinya.
1
Kuti kwenyu kungoti marei zvishoma mumwe munhu panenge pachivava kana kuswinya.
Haungonditi kwenyu here, nhai shamwari, pari kuvava mumusoro wangu apa?
2
Kuti mumwe munhu kwenyu kumumara zvishoma kuti acheuke.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwenyu kwenyu [kwenu kwenu]
Kuti kwenyu kwenyu kupara-para panenge pachikuvava.
VerengaSwipe for the next word