KwaunobvaDuramazwiKkwenya

Duramazwi

kwenya

-kwenga-parapata-mara

Zvinoreva

Kukwenya kupara nenzara panenge pachivava, kana pamwewo. _Iwe, ndikwenyewo kumusana._

1

Kukwenya kupara nenzara panenge pachivava, kana pamwewo. _Iwe, ndikwenyewo kumusana._

Iye zvaisaita kuti agare vaizozviona kuti munhu ari normal so akatanga kuseka sekawo achingokwenya kwenya nhemha kusvika doctor vaye vauya.

Kukwenya mhuno nekasiyanwa ii.

Kukwenya machisa kukwizanisa rutanda rwemachisi pabhokisi racho kuti ubakidze moto.

2

Kukwenya machisa kukwizanisa rutanda rwemachisi pabhokisi racho kuti ubakidze moto.

3

Kana uchikwenya mumwe unenge uchimumaranzura senzira yokuti aone kana kunzwisisa zvauri kumutaurira, pasina mumwe aripo anozvinzwa kana kuona.

Zvakafanana

-kwenga · -parapata · -mara

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwenyera

Kukwenyera mumwe kumumhan'arira asingazivi kana a-chinge aita zvakaipa.

Verenga

Swipe for the next word