KwaunobvaDuramazwiKkwenu

Duramazwi

kwenu

Zvinoreva

Zviwanikwa mumatambudziko kure.

Kuti kwenu kunyara kunoita munhu anenge abatwa achiita zvinonyadzisa.

1

Gwenukwenu kukwenya muviri wako zvakanyanya uye pose pose.

Makwenu tukoko tuchena turi mumusoro, tunokonzerwa nokufa kweganda remusoro, tunozokwaturwa nekamu kana munhu achikama.

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwenura

Kana munhu achikwenura musoro anenge achipara makwene nekamu kuti abve.

Verenga

Swipe for the next word