Duramazwi
Zvinoreva
Kukwenjaidza munhu kukonzera kuti afambe zvishoma zvishoma, uye achiratidzika seapera simba. Nzara yakaoma nekuti inokwenjaidza munhu.
1

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwenjaira
Kukwenjaira kufamba uchiratidzika sewapera simba, sezvingaite munhu ane nzara kana anorwara.
VerengaSwipe for the next word