Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achikwenhaira anenge achifamba achiratidza kuti hapana paakananga. Okwenhaira mubani adzingwa pamusha.
1

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwenja kwenja
Kuti kwenja kwenja kufamba komunhu akaonda, zvichiita sekuti mapfupa ake ari kurira. Kana munhu arwarisa, anopedzisira oti kwenja kwenja.
VerengaSwipe for the next word