KwaunobvaDuramazwiKkwenja kwenja

Duramazwi

kwenja kwenja

Zvinoreva

Kuti kwenja kwenja kufamba komunhu akaonda, zvichiita sekuti mapfupa ake ari kurira. Kana munhu arwarisa, anopedzisira oti kwenja kwenja.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwenjaidza

Kukwenjaidza munhu kukonzera kuti afambe zvishoma zvishoma, uye achiratidzika seapera simba. Nzara yakaoma nekuti inokwenjaidza munhu.

Verenga

Swipe for the next word