KwaunobvaDuramazwiCchidya

Duramazwi · zita

chidya

Zvinoreva

Chidya inhengo yegumbo kubvira pabvi kusvikira pachiuno.

1

Chidya inhengo yegumbo kubvira pabvi kusvikira pachiuno.

Vakangojamba fance havo ndokubva vamarwa chidya chose zvaipisa tsitsi, ropa rainge rongoerera haro richisara pasi.

Boda chidya chomunhukadzi chinenge chakaumbwa zvinoyemurika chaizvo.

Chidya inhengo yegumbo kubvira pabvi kusvikira pachiuno.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidyahumba

Chidyahumba ibundo rinowanikwa nguva yezhizha risingakasiri kufa.

Verenga

Swipe for the next word