KwaunobvaDuramazwiCchidumbu

Duramazwi · zita

chidumbu

Zvinoreva

Chidumbu zvinhu zvishoma zvinenge zviri panhu pamwe.

1

Chidumbu zvinhu zvishoma zvinenge zviri panhu pamwe.

Pane chidumbu chedzimba panogara vanhu vanogadzira mugwagwa.

Njenje imhando yegurwe inobuda kwanaya, ine chidumbu chihombe uye inoruma zvikuru.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidumbuzeya

Uyu munhu mupfupi ane dumbu guru.

Verenga

Swipe for the next word